Eksodo 30:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona38 Kuwana anozvigadzirira rumwe rusenzi rwakaita sairworwu kuti arushandisewo zvake ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Aninani unoita ɀakafanana naɀo, kuti aɀinhuwidze, ŋgaabviswe pakati porudzi rwake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200238 Ani naani unoita zvakafanana nazvo, kuti azvinhuwidze, ngaabviswe pakati porudzi rwake.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Kuwana anozvigadzirira rumwe rusenzi rwakaita sairworwu kuti arushandisewo zvake ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ani naani achaita chipi zvacho chakafanana nacho kuti afadzwe nokunhuhwira kwacho, anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.” Sien die hoofstuk |