Eksodo 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino chinzwa, kuchema kwevaIsiraeri ndakunzwa, uye ndaona kutambudzwa kwavari kuitwa navaIjipiti. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino tarira, kucema kwaʋana ʋaIsraeri kwakaȿika kwandiri, ndaʋona kutambudzwa kwaʋanotambudzwa nako naʋaEgipita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Zvino tarira, kuchema kwavana vaIsiraeri kwasvika kwandiri, ndaona kutambudzwa kwavanotambudzwa nako navaIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino chinzwa, kuchema kwevaIsiraeri ndakunzwa, uye ndaona kutambudzwa kwavari kuitwa navaIjipiti. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye zvino kuchema kwavaIsraeri kwasvika kwandiri, uye ndaona nzira yavanotambudzwa nayo navaIjipita. Sien die hoofstuk |