Eksodo 29:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Vanodya zvokudya izvozvo zvomupiro wokupfupira zvitadzo unopirwa pavanoteketererwa kwandiri vachigadzwa. Mumwe munhuwo zvake haabvumirwi kuzvidya nokuti zvinoera. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋanofanira kudya iɀoɀo ɀaiyananiswa naɀo, pakugadzwa nokutsaurwa kwaʋo; asi mŋeni ŋgaarege kuɀidya, nokuti ɀitȿene. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200233 Vanofanira kudya izvozvo zvaiyananiswa nazvo, pakugadzwa nokutsaurwa kwavo; asi mweni ngaarege kuzvidya, nokuti zvitsvene. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vanodya zvokudya izvozvo zvomupiro wokupfupira zvitadzo unopirwa pavanoteketererwa kwandiri vachigadzwa. Mumwe munhuwo zvake haabvumirwi kuzvidya nokuti zvinoera. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vanofanira kudya zvipiriso izvi zvavakaitirwa yananiso yokugadzwa kwavo uye nokunatswa kwavo nazvo. Asi hakuna mumwe munhu anofanira kuzvidya nokuti zvitsvene. Sien die hoofstuk |