Eksodo 29:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 “Unoteketerera kwandiri chityu chehondohwe yokugadza ichocho chinenge chavheyeswa chomupiro wokusimudzirwa kuna Mwari nechidya chayo chomugove wavapristi nokuti ndezvaAroni navana vake vakomana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino cityu cinozuŋguzirwa ucitsaure, neɓandauko recipiriso cinosimudzwa, cinozuŋguzirwa nokusimudzwa, ɀegondobge rokugadza naro, kuti ɀiʋe ɀaAroni neɀaʋanakomana ʋake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 Zvino chityu chinozunguzirwa uchitsaure, nebandauko rechipiriso chinosimudzwa, chinozunguzirwa nokusimudzwa, zvegondohwe rokugadza naro, kuti zvive zvaAroni nezvavanakomana vake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Unoteketerera kwandiri chityu chehondohwe yokugadza ichocho chinenge chavheyeswa chomupiro wokusimudzirwa kuna Mwari nechidya chayo chomugove wavapristi nokuti ndezvaAroni navana vake vakomana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “Unatse mitezo iyo yegondobwe rokugadza raAroni navanakomana vake: chityu chakaninirwa uye chakakumikidzwa. Sien die hoofstuk |