Eksodo 29:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 wozozvitora mumaoko avo wozvipisira paatari kuwedzera chibayiro chokupisa chiya. Chibayiro ichochi chinonhuhwira zvinofadzeni Tenzi, chinopirweni Tenzi chichiita zvokupiswa nomoto. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino uɀibvise pamaʋoko aʋo, uɀipise paartari pamsoro pecipiriso cinopiswa, kuti ciʋe cipo cinonhuwira pamberi paJehova; cipiriso cakaitirwa Jehova pamŋoto. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Zvino uzvibvise pamaoko avo, uzvipise paatari pamusoro pechipiriso chinopiswa, kuti chive chipo chinonhuwira pamberi paJehovha; chipiriso chakaitirwa Jehovha pamoto. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 wozozvitora mumaoko avo wozvipisira paatari kuwedzera chibayiro chokupisa chiya. Chibayiro ichochi chinonhuhwira zvinofadzeni Tenzi, chinopirweni Tenzi chichiita zvokupiswa nomoto. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ipapo uzvitore kubva mumaoko avo ugozvipisa paaritari pamwe chete nechipiriso chinopiswa chinonhuhwira zvinofadza kuna Jehovha, chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto. Sien die hoofstuk |