Eksodo 29:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 “Izvi ndizvo zvauchaita kuna Aroni navanakomana vake paunovateketerera kwandiri kuti vandiitire basa roupristi. Unotora handira ichiri duku imwechete nehondohwe mbiri dzisina chinoshoreka padziri, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ndico cinhu caunofanira kuʋaitira kuti uʋaite ʋatȿene, ʋandishumire paɓasa roʋuprista: Utore nzombe imŋe ɗuku; namakondobge maʋiri asinemhoȿa, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 “Zvino ndicho chinhu chaunofanira kuvaitira kuti uvaite vatsvene, vandishumire pabasa roupristi: Utore nzombe imwe duku; namakondohwe maviri asina mhosva, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Izvi ndizvo zvauchaita kuna Aroni navanakomana vake paunovateketerera kwandiri kuti vandiitire basa roupristi. Unotora handira ichiri duku imwechete nehondohwe mbiri dzisina chinoshoreka padziri, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “Izvi ndizvo zvaunofanira kuita kuti uvanatse, kuti vandishumire savaprista: Utore hando duku namakondobwe maviri asina chinongo. Sien die hoofstuk |