Eksodo 27:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Hwasha hwenhandare iyoyo kumadokero, ngakuve namachira okudzikatirisa ana mamita makumi maviri namaviri kureba namapango gumi ane zvigadzikiro zvawo gumi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Paʋupamhi bgoruʋazhe kurutiʋi rwamaʋirazuʋa panofanira kuʋa nemiceka yakarembedzwa inamakubiti makumi mashanu, nembiru dzinegumi neɀigadziko ɀadzo ɀinegumi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Paupamhi hworuvazhe kurutivi rwamavirazuva panofanira kuva nemicheka yakarembedzwa ina makubhiti makumi mashanu, nembiru dzinegumi nezvigadziko zvadzo zvine gumi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Hwasha hwenhandare iyoyo kumadokero, ngakuve namachira okudzikatirisa ana mamita makumi maviri namaviri kureba namapango gumi ane zvigadzikiro zvawo gumi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Kumucheto kworuvazhe, nechokumavirira, kunofanira kuva noupamhi hwamakubhiti makumi mashanu uye zvidzitiro zvakarembedzwa, namatanda gumi uye zvigadziko gumi. Sien die hoofstuk |