Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 26:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Machira acho ose ari gumi nerimwechete, ngaave akaenzana. Kureba kwejira rimwe nerimwe ngakuite mamita gumi namatatu, kufara kwaro kuite mamita maviri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Kureɓa kwejira rimŋe ŋgakuʋe makubiti anamakumi matatu, noʋupamhi bgejira rimŋe makubiti manna; macira anegumi nerimŋe aenzane.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Kureba kwejira rimwe ngakuve makubhiti ana makumi matatu, noupamhi hwejira rimwe makubhiti mana; machira ane gumi nerimwe aenzane.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Machira acho ose ari gumi nerimwechete, ngaave akaenzana. Kureba kwejira rimwe nerimwe ngakuite mamita gumi namatatu, kufara kwaro kuite mamita maviri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Zvidzitiro zvose zviri gumi nerimwe zvinofanira kuenzana, makubhiti makumi matatu pakureba uye makubhiti mana paupamhi.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 26:8

Volg ons:

Advertensies


Advertensies