Eksodo 26:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Unozogadzira zvokukochekeresa zvendarama makumi mashanu, ukochekedze machira maviri aya okudzikatirisa ave tendhe rimwechete. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Uite ʋo ɀikorekedzo ɀendarama ɀinamakumi mashanu, ugoɓatanidza macira neɀikorekedzo iɀoɀo, tabernakeri ciʋe cinhu cimŋe cete. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Uitewo zvikorekedzo zvendarama zvina makumi mashanu, ugobatanidza machira nezvikorekedzo izvozvo, tabhenakeri chive chinhu chimwe chete. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Unozogadzira zvokukochekeresa zvendarama makumi mashanu, ukochekedze machira maviri aya okudzikatirisa ave tendhe rimwechete. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo ugoita zvikoreko zvegoridhe makumi mashanu uye uzvishandise kubatanidza zvidzitiro pamwe chete kuitira kuti tabhenakeri ive chinhu chimwe. Sien die hoofstuk |