Eksodo 26:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Saka kuseri kwetendhe kuchava namapango masere ane zvigadzikiro zvawo zvesirivha gumi nezvitanhatu akati, bango iri nezvigadzikiro zvaro zviviri, iriwo nezvigadzikiro zvaro zviviri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Aʋe mapuraŋga masere aneɀigadziko ɀawo ɀesirveri, ɀiʋe ɀigadziko ɀinegumi neɀitanhatu; ɀigadziko ɀiʋiri ɀiʋe pasi pepuraŋga rimŋe, neɀigadziko ɀiʋiri pasi perimŋe puraŋga. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Ave mapuranga masere ane zvigadziko zvawo zvesirivha, zvive zvigadziko zvine gumi nezvitanhatu; zvigadziko zviviri zvive pasi pepuranga rimwe nezvigadziko zviri pasi perimwe puranga. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Saka kuseri kwetendhe kuchava namapango masere ane zvigadzikiro zvawo zvesirivha gumi nezvitanhatu akati, bango iri nezvigadzikiro zvaro zviviri, iriwo nezvigadzikiro zvaro zviviri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Saka pachava namapuranga masere uye zvigadziko zvesirivha gumi nezvitanhatu, zviviri pasi pepuranga rimwe nerimwe. Sien die hoofstuk |