Eksodo 25:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Ipapo ndipo pandichauya kuzosangana newe. Ndichataura newe ndiri pakati pamakerubhu maviri anenge ari pahwidibiro yebhokisi rechitenderano, ndichikuudza zvandinoda kuti vaIsiraeri vaite. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ndi’po pandicasoŋgana newe, nditaure newe, ndiri pamsoro pecifunhiro cokuyananisa, ndiri pakati pamakerubi maʋiri ari pamsoro peareka yecipupuriro, ndikuʋudze ɀose ɀandicakupa, kuti uraire ʋanhu ʋaIsraeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Ndipo pandichasangana newe, nditaure newe, ndiri pamusoro pechifunhiro chokuyananisa, pamusoro peareka yechipupuriro, ndikuudze zvose zvandichakupa, kuti uraire vanhu vaIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ipapo ndipo pandichauya kuzosangana newe. Ndichataura newe ndiri pakati pamakerubhu maviri anenge ari pahwidibiro yebhokisi rechitenderano, ndichikuudza zvandinoda kuti vaIsiraeri vaite. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ipapo, pamusoro pechifunhiro chiri pakati pamakerubhi maviri ari pamusoro peareka yeChipupuriro, ndichasangana newe ndigokupa mirayiro yangu yose yavaIsraeri. Sien die hoofstuk |