Eksodo 23:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 “Kana ukaona mombe kana kuti dhongi romuvengi wako rarasika unofanira kuridzorera kwaari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana ukasoŋgana nenzombe kana mboŋgoro yakarashika yomuʋeŋgi wako, ɀirokwaɀo unofanira kuidzosera kwaari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Kana ukasangana nenzombe kana mbongoro yakarasika yomuvengi wako, zvirokwazvo unofanira kuidzosera kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Kana ukaona mombe kana kuti dhongi romuvengi wako rarasika unofanira kuridzorera kwaari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “Kana ukaona nzombe yomuvengi wako kana mbongoro yake yarasika, ona kuti waidzosera kwaari. Sien die hoofstuk |