Eksodo 23:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Handizovadzinga vose negore rimwechete nokuti kana ndikadaro nyika ingasare isina vanhu, zvikara zvikakuwandirai. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Handiŋgaʋadziŋgi pamberi pako negore rimŋe, kuti nyika irege kuita renje, ɀikara ɀesaŋgo ɀirege kukuwandira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 Handingavadzingi pamberi pako negore rimwe, kuti nyika irege kuita renje, zvikara zvesango zvirege kukuwandira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Handizovadzinga vose negore rimwechete nokuti kana ndikadaro nyika ingasare isina vanhu, zvikara zvikakuwandirai. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Asi handizovadzingi mugore rimwe chete, nokuti nyika ingazoita sango uye mhuka dzesango dzikakuwandirai. Sien die hoofstuk |