Eksodo 23:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Ndinodaro nokuti mutumwa wangu achakutungamirirai, achikusvitsai kuvaAmori, navaHiti navaPerizi navaKanani navaHivhi navaJebhusi, vandichaparadza. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nokuti mutumŋa waŋgu ucakutuŋgamirira, akuȿitse kuʋaAmori, naʋaHeti, naʋaPerezi, naʋaKanani, naʋaHivi, naʋaJebusi; ini ndicaʋaparadza. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Nokuti mutumwa wangu achakutungamirira, akusvitse kuvaAmori, navaHeti, navaPerezi, navaKenani, navaHivhi, navaJebhusi; ini ndichavaparadza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ndinodaro nokuti mutumwa wangu achakutungamirirai, achikusvitsai kuvaAmori, navaHiti navaPerizi navaKanani navaHivhi navaJebhusi, vandichaparadza. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mutumwa wangu achakutungamirirai uye achakupinzai munyika yavaAmori, vaHiti, vaPerezi, vaKenani, vaHivhi navaJebhusi, uye ndichavapedza chose. Sien die hoofstuk |