Eksodo 22:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 “Usashore Mwari, usamboti mutongi wako dai awana chinomuwana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Usatuka Mŋari, kana kushuridzira muɓati pakati paʋanhu ʋako. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Usatuka Mwari, kana kushuridzira mubati pakati pavanhu vako. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Usashore Mwari, usamboti mutongi wako dai awana chinomuwana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Usamhura Mwari kana kutuka mutongi wavanhu vako. Sien die hoofstuk |