Eksodo 22:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Kana ukavatambudza vakachema kwandiri, chokwadi ndichanzwa kuchema kwavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kana ukatoŋgoʋatambudza, ʋakaɗana kwandiri, ndicaterera kuɗana kwaʋo; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Kana ukatongovatambudza, vakadana kwandiri, ndichateerera kudana kwavo; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kana ukavatambudza vakachema kwandiri, chokwadi ndichanzwa kuchema kwavo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Kana mukaita izvozvo uye ivo vakachema kwandiri, zvirokwazvo ndichanzwa kuchema kwavo. Sien die hoofstuk |