Eksodo 22:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Kana chipfuwo chacho chichinge chakaparadzwa nechikara, ngaauye aratidze dare zvakasiyiwa nechikara, haazoripiswa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana ɀikabvamburwa necikara, ŋgaaʋuye naɀo ciʋe capupu; haafaniri kuripa ɀabvamburwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Kana zvikabvamburwa nechikara, ngaauye nazvo chive chapupu; haafaniri kuripa zvabvamburwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana chipfuwo chacho chichinge chakaparadzwa nechikara, ngaauye aratidze dare zvakasiyiwa nechikara, haazoripiswa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kana chakabvarurwa-bvarurwa nechikara chesango, iye achauyisa zvakasara zvacho zvive umboo uye haazosungirwi kuripa chipfuwo chakabvamburwa. Sien die hoofstuk |