Eksodo 22:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 “Kana munhu akaba mombe kana hwai akaiuraya, kana kuti akaitengesa, ngaaripiswe mombe shanu pamombe imwechete; pahwai imwechete ngaaripiswe hwai ina. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Kana munhu akaɓa nzombe kana gwai, akaɀiʋuraya, kana akaɀiteŋgesa, unofanira kuripa nenzombe shanu panzombe imŋe, namakwai manna pagwai rimŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Kana munhu akaba nzombe kana gwai, akazviuraya, kana akazvitengesa, anofanira kuripa nzombe shanu panzombe imwe, namakwai mana pagwai rimwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Kana munhu akaba mombe kana hwai akaiuraya, kana kuti akaitengesa, ngaaripiswe mombe shanu pamombe imwechete; pahwai imwechete ngaaripiswe hwai ina. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “Kana munhu akaba nzombe kana gwai uye akauraya kana kutengesa anofanira kuripa mombe shanu nokuda kwenzombe uye makwai mana pagwai rimwe chete. Sien die hoofstuk |