Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 21:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 “Kana munhu akarova ziso romuranda wake, wechirume kana wechikadzi akaritushura, ngaasunungure muranda wacho aende zvake pamusana peziso rake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Kana munhu akaroʋa ziso romuranda wake, kana ziso romurandakadzi wake, akariʋuraya, unofanira kumurega kuti aende hake nokuɗa kweziso rake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Kana munhu akarova ziso romuranda wake, kana ziso romurandakadzi wake, akariuraya, anofanira kumurega kuti aende hake nokuda kweziso rake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 “Kana munhu akarova ziso romuranda wake, wechirume kana wechikadzi akaritushura, ngaasunungure muranda wacho aende zvake pamusana peziso rake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 “Kana munhu akarova murandarume kana murandakadzi paziso uye akariparadza, anofanira kurega muranda achienda akasununguka kuti atsive ziso rake.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 21:26

Volg ons:

Advertensies


Advertensies