Eksodo 21:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 “Kana munhu akatora mubhadha akarova muranda wake wechirume kana kuti wechikadzi muranda achibva afa pakarepo, munhu iyeyo ngaarangwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Kana munhu akaroʋa muranda wake kana murandakadzi wake neshamhu, akafira paruʋoko rwake, ɀirokwaɀo unofanira kutsibga. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Kana munhu akarova muranda wake kana murandakadzi wake neshamhu, akafira paruoko rwake, zvirokwazvo anofanira kutsiviwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Kana munhu akatora mubhadha akarova muranda wake wechirume kana kuti wechikadzi muranda achibva afa pakarepo, munhu iyeyo ngaarangwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Kana munhu akarova murandarume wake kana murandakadzi netsvimbo uye muranda akafa nokuda kwokurohwa, anofanira kurangwa, Sien die hoofstuk |