Eksodo 20:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 achiti, “Ndini Tenzi, Mwari wako ndakakuburitsa kuIjipiti kwawaiva muuranda. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndini Jehova, Mŋari wako, wakakubvisa munyika yeEgipita, muimba yoʋuranda. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 “Ndini Jehovha, Mwari wako, akakubvisa munyika yeIjipiti, muimba youranda. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 achiti, “Ndini Tenzi, Mwari wako ndakakuburitsa kuIjipiti kwawaiva muuranda. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa kubva muIjipiti, munyika youranda. Sien die hoofstuk |