Eksodo 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akariŋga‐riŋga, ɀino aciʋona kuti hapanomunhu’po, akaʋuraya muEgipita, akamuʋiga mujeca. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Akaringa-ringa, zvino achiona kuti hapana munhu aripo, akauraya muIjipiti, akamuviga mujecha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Akaringa-ringa ndokuona kusina munhu achibva auraya muIjipita, ndokumuviga mujecha. Sien die hoofstuk |