Eksodo 19:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Ipapo vanhu vose vakapindura pamwechete vachiti, “Zvose zvarehwa naTenzi tichazviita.” Mosesi akandoudza Tenzi zvakanga zvataurwa navanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ipapo ʋanhu ʋose ʋakapindura pamŋe cete, ʋaciti: Ɀose ɀataurwa naJehova ticaɀiita. Mosesi akandoʋudza Jehova mashoko aʋanhu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Ipapo vanhu vose vakapindura pamwechete, vachiti, “Zvose zvataurwa naJehovha tichazviita.” Mosesi akandoudza Jehovha mashoko avanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ipapo vanhu vose vakapindura pamwechete vachiti, “Zvose zvarehwa naTenzi tichazviita.” Mosesi akandoudza Tenzi zvakanga zvataurwa navanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vanhu vose vakapindura pamwe chete vachiti, “Tichaita zvose zvakarehwa naJehovha.” Saka Mozisi akadzosera mhinduro yavo kuna Jehovha. Sien die hoofstuk |