Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 18:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Mosesi akaonekana navatezvara vake. Vatezvara ava vakadzokera kunyika kwavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino Mosesi akatendera mukarabga wake kuenda hake; iye akaenda kunyika yake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino Mosesi akatendera mukarahwa wake kuenda hake; iye akaenda kunyika yake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Mosesi akaonekana navatezvara vake. Vatezvara ava vakadzokera kunyika kwavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Ipapo Mozisi akatendera tezvara vake kuti vaende havo, uye Jeturo akadzokera kunyika yake.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 18:27

Volg ons:

Advertensies


Advertensies