Eksodo 18:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Jetero akati, “Tenzi ngaarumbidzwe akakununurai mumaoko avaIjipiti nomumaoko aFarao, akanunura vanhu mumaoko evaIjipiti. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Jetero akati: Jehova ŋgaakudzwe wakakurwirai pamaʋoko aʋaEgipita, napamaʋoko aFarao, iye wakarwira ʋanhu pamaʋoko aʋaEgipita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Jeturo akati, “Jehovha ngaakudzwe akakurwirai pamaoko avaIjipiti, napamaoko aFarao, iye akarwira vanhu pamaoko avaIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jetero akati, “Tenzi ngaarumbidzwe akakununurai mumaoko avaIjipiti nomumaoko aFarao, akanunura vanhu mumaoko evaIjipiti. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Akati, “Jehovha ngaarumbidzwe, iye akakununura kubva muruoko rwavaIjipita norwaFaro, uye iye akanunura vanhu kubva muruoko rwavaIjipita. Sien die hoofstuk |