Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 17:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Akati, “Pamusana pokuti ruoko rwanga rwakasimudzirwa kuchigaro chaTenzi, choumambo Tenzi achagarawo achirwisa vaAmareki pazvizvarwa zvavo zvose.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 akati: Noruʋoko pacigaro coʋushe caJehova, ndinopika ndiciti: Jehova ucarwa naAmareki kuȿikira kumarudzi namarudzi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

16 akati, “Noruoko pachigaro choushe chaJehovha, ndinopika ndichiti, ‘Jehovha acharwa naAmareki kusvikira kumarudzi namarudzi.’ ”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Akati, “Pamusana pokuti ruoko rwanga rwakasimudzirwa kuchigaro chaTenzi, choumambo Tenzi achagarawo achirwisa vaAmareki pazvizvarwa zvavo zvose.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Akati, “Nokuti maoko akasimudzirwa kumusoro kuchigaro choushe chaJehovha. Jehovha acharwa neAmareki kubva kune chimwe chizvarwa kusvikira kune nechimwe chizvarwa.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 17:16

Volg ons:

Advertensies


Advertensies