Eksodo 14:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Farao akarongedzera ngoro yake akakukuchana nehondo yake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino akagadzira ŋgoro yake, akaenda naʋanhu ʋake; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Zvino akagadzira ngoro yake, akaenda navanhu vake; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Farao akarongedzera ngoro yake akakukuchana nehondo yake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Saka akaita kuti ngoro dzake dzigadzirwe uye akatora hondo yake akaenda nayo. Sien die hoofstuk |