Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 14:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Mambo weIjipiti paakaudzwa kuti vanhu vaye vatiza, iye namachinda ake vakasanduka mwoyo vakati, “Ko chiiko chatakaita? Takakanganisa, takarega vaIsiraeri vachienda zvavo vachisiya kutiitira basa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino mambo weEgipita wakaʋudzwa kuti ʋanhu ʋatiza; mŋoyo waFarao nowaʋaranda ʋake ukashandukira ʋanhu, ʋakati: Taita seiko ɀatatendera ʋaIsraeri ʋakaŋga ʋacitiɓatira kuti ʋaende?

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino mambo weIjipiti akaudzwa kuti vanhu vatiza; mwoyo waFarao nowavaranda vake ukashandukira vanhu, vakati, “Taita seiko zvatatendera vaIsiraeri vakanga vachitibatira kuti vaende?”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mambo weIjipiti paakaudzwa kuti vanhu vaye vatiza, iye namachinda ake vakasanduka mwoyo vakati, “Ko chiiko chatakaita? Takakanganisa, takarega vaIsiraeri vachienda zvavo vachisiya kutiitira basa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Mambo weIjipiti akati audzwa kuti vanhu vatiza, Faro namachinda ake vakapindura pfungwa dzavo pamusoro pavo vakati, “Ko, taitei? Tarega vaIsraeri vachienda uye havachatishandiri!”

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 14:5

Volg ons:

Advertensies


Advertensies