Eksodo 13:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Mosesi akatora mapfupa aJosefi akaenda nawo nokuti iye Josefi akanga ati vaIsiraeri vapike kuzoita izvozvi achiti, “Ndinoziva kuti Mwari achauya kuzokununurai, zvino kana moenda takurai mapfupa angu muendewo nawo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mosesi akatora mafupa aJosefa, akaenda nawo; nokuti wakaŋga apikisa ʋana ʋaIsraeri, aciti: Ɀirokwaɀo Mŋari ucakushanyirai, mucabva pano, mugoenda ʋo namafupa aŋgu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Mosesi akatora mapfupa aJosefa, akaenda nawo; nokuti akanga apikisa vana vaIsiraeri, achiti, “Zvirokwazvo Mwari achakushanyirai, muchabva pano, mugoendawo namapfupa angu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mosesi akatora mapfupa aJosefi akaenda nawo nokuti iye Josefi akanga ati vaIsiraeri vapike kuzoita izvozvi achiti, “Ndinoziva kuti Mwari achauya kuzokununurai, zvino kana moenda takurai mapfupa angu muendewo nawo.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mozisi akatora mapfupa aJosefa nokuti Josefa akanga aita kuti vanakomana vaIsraeri vapike mhiko. Akanga ati, “Zvirokwazvo Mwari achakubatsirai, uye ipapo munofanira kutakura mapfupa angu kubva panzvimbo ino.” Sien die hoofstuk |