Eksodo 12:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Ngavarege kuidya iri mbishi kana kuita yokubika nemvura, asi ngavaite yokugocha. Ngavaigoche yakadaro nomusoro wayo namakumbo ayo nezvomukati zvayo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Regai kuidya isanhi yaibva, kana yakaɓikwa nemvura, asi yakagocwa pamŋoto; musoro waro namakumbo aro pamŋe cete noʋura bgaro. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Regai kuidya isina kuibva, kana yakabikwa nemvura, asi yakagochwa pamoto musoro waro namakumbo aro pamwechete noura hwaro. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ngavarege kuidya iri mbishi kana kuita yokubika nemvura, asi ngavaite yokugocha. Ngavaigoche yakadaro nomusoro wayo namakumbo ayo nezvomukati zvayo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Musadya nyama iri mbishi kana yakabikwa mumvura, asi mugoche pamoto, musoro, makumbo uye nezvomukati. Sien die hoofstuk |