Eksodo 12:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona45 Muenziwo zvake kana mushandi wamarikicho haafanire kudya Pasika. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Mutorwa kana muranda unoripirwa ŋgaarege kuidya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200245 Mutorwa kana muranda anoripirwa ngaarege kuidya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Muenziwo zvake kana mushandi wamarikicho haafanire kudya Pasika. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 asi mueni uye nomunhu anoshandira mari haafaniri kuidya. Sien die hoofstuk |