Eksodo 10:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Mhashu dzichati farara mumba mako nomudzimba dzamachinda ako, nedzevaIjipiti vose, zvisina kumboonekwa namadzibaba kana namadzisekuru ako chingo chavakauya panyika kusvikira pari nhasi.’ ” Ipapo Mosesi akafuratira Farao ndokuenda. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 nedzimba dzenyu dzicazara, nedzimba dzaʋaranda ʋenyu ʋose, nedzimba dzaʋaEgipita ʋose; ɀakaɗaro haɀina‐kumboʋonekwa namadziɓaɓa enyu, namadziɓaɓa amadziɓaɓa enyu, kubva pazuʋa raʋakataŋga panyika kuȿikira zuʋa rino. Ipapo akatendeʋuka akaɓuɗa pamberi paFarao. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 nedzimba dzenyu dzichazara, nedzimba dzavaranda venyu vose, nedzimba dzavaIjipiti vose; zvakadaro hazvina kumboonekwa namadzibaba enyu, namadzibaba amadzibaba enyu, kubva pazuva ravakatanga panyika kusvikira zuva rino.” Ipapo akatendeuka akabuda pamberi paFarao. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mhashu dzichati farara mumba mako nomudzimba dzamachinda ako, nedzevaIjipiti vose, zvisina kumboonekwa namadzibaba kana namadzisekuru ako chingo chavakauya panyika kusvikira pari nhasi.’ ” Ipapo Mosesi akafuratira Farao ndokuenda. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Dzichazadza dzimba dzako nedzamachinda ako nedzavaIjipita vose, chinhu chisina kumboonekwa namadzibaba ako kana madzitateguru ako kubva pazuva ravakagara munyika ino kusvika zvino.’ ” Ipapo Mozisi akatendeuka akabva pana Faro. Sien die hoofstuk |