Danieri 9:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Pakutanga kwawaita kuteterera kwako ndipo pabuda shoko randauya kuzokutaurira nokuti iwe uri wapamwoyo chaiye saka wochirangarira shoko racho unzwisise chiratidzo ichi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Cireʋo cakatemŋa, ucaŋgotaŋga kukumbira, ɀino ndaʋuya kuzokuʋudza; nokuti uri murume unoɗikanwa kwaɀo; naiɀoɀo fuŋga shoko iri, unzwisise ɀawakaratidzwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Chirevo chakatemwa, uchangotanga kukumbira, zvino ndauya kuzokuudza; nokuti uri murume anodikanwa kwazvo; naizvozvo funga shoko iri, unzwisise zvawakaratidzwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Pakutanga kwawaita kuteterera kwako ndipo pabuda shoko randauya kuzokutaurira nokuti iwe uri wapamwoyo chaiye saka wochirangarira shoko racho unzwisise chiratidzo ichi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Pawakangotanga kunyengetera, mhinduro yakabva yapiwa, ndiyo yandauya kuzokuudza, nokuti iwe unokudzwa kwazvo. Naizvozvo rangarira shoko iri uye unzwisise chiratidzo: Sien die hoofstukShona BIBLE23 Chirevo chakatemwa, uchangotanga kukumbira, zvino ndauya kuzokuudza; nokuti uri murume anodikanwa kwazvo; naizvozvo funga shoko iri, unzwisise zvawakaratidzwa. Sien die hoofstuk |