Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 7:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 “Pedzepo ndakaona hecho chimwewo chinenge mbada chiina mapapiro mana eshiri pamusana pacho. Chikara ichi chakanga chiine misoro mina chikabvawo chapiwa simba rokutonga.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Shure kwaiɀoɀo ndakatarira, ndikaʋona imŋe ɀe, yakafanana neŋgwe, yakaŋga inamapapiro manna pamusana wayo akafanana neeshiri; mhuka iyi yakaŋga inemisoro minna ʋo; ikapiwa simba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

6 “Shure kwaizvozvo ndakatarira, ndikaona imwezve, yakafanana nengwe, yakanga ina mapapiro mana pamusana wayo akafanana neeshiri; mhuka iyi yakanga ine misoro minawo; ikapiwa simba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Pedzepo ndakaona hecho chimwewo chinenge mbada chiina mapapiro mana eshiri pamusana pacho. Chikara ichi chakanga chiine misoro mina chikabvawo chapiwa simba rokutonga.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “Shure kwaizvozvo, ndakatarisa, uye hapo pamberi pangu pakanga pane imwe mhuka, yakanga yakafanana neingwe. Uye yakanga ina mapapiro mana akaita seeshiri kumusana kwayo. Mhuka iyi yakanga ine misoro mina, uye yakapiwa simba rokutonga.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona BIBLE

6 “Shure kwaizvozvo ndakatarira, ndikaona imwezve, yakafanana nengwe, yakanga ina mapapiro mana pamusana wayo akafanana neeshiri; mhuka iyi yakanga ine misoro minawo; ikapiwa simba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 7:6

Volg ons:

Advertensies

Advertensies