Danieri 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Ipapo madzichangamire iwayo namadzishe akabvumirana kuenda kuna mambo vakati kwaari, “Mambo Dhariusi! Garirai kure nomoto. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo ʋakuru aʋa namacinda ʋakaʋuŋganira kunamambo ʋari ʋazhinji, ʋakati kwaari: Mambo Dariusi, raramai nokusiŋgaperi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo vakuru ava namachinda vakaunganira kuna mambo vari vazhinji, vakati kwaari, “Mambo Dhariusi, raramai nokusingaperi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ipapo madzichangamire iwayo namadzishe akabvumirana kuenda kuna mambo vakati kwaari, “Mambo Dhariusi! Garirai kure nomoto. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Saka vakuru namachinda vakaenda vose pamwe chete kuna mambo vakandoti, “Haiwa Mambo Dhariasi, raramai nokusingaperi! Sien die hoofstukShona BIBLE6 Ipapo vakuru ava namachinda vakaunganira kuna mambo vari vazhinji, vakati kwaari, “Mambo Dhariusi, raramai nokusingaperi. Sien die hoofstuk |