Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Danieri 6:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Varume ivavo vakazonyeverana kuti, “Imika; hatimbowana mhosva yokupomera nayo Dhanieri uyu kusatoti taiwana mune zvomutemo waMwari wake.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino ʋarume aʋa ʋakati: Hatiŋgatoŋgowani shoko pamsoro paDanieri uyu, kana tisiŋgamutȿakiri iro pamsoro pomurairo waMŋari wake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino varume ava vakati, “Hatingatongowani shoko pamusoro paDhanieri uyu, kana tisingamutsvakiri iro pamusoro pomurayiro waMwari wake.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Varume ivavo vakazonyeverana kuti, “Imika; hatimbowana mhosva yokupomera nayo Dhanieri uyu kusatoti taiwana mune zvomutemo waMwari wake.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Pakupedzisira varume ava vakati, “Hatingambowani hwaro hwokupomera Dhanieri mhosva kunze kwechinhu chine chokuita nezvomurayiro waMwari wake.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona BIBLE

5 Zvino varume ava vakati, “Hatingatongowani shoko pamusoro paDhanieri uyu, kana tisingamutsvakiri iro pamusoro pomurairo waMwari wake.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Danieri 6:5

Volg ons:

Advertensies


Advertensies