Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 4:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Muti wamakaona wakakura ukasimba zvokuita nhungamakore chaiyo kureba uchitooneka kwose zvako nekwakaperera nyika,

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Muti wamakaʋona, iwo wakakura ukasimba, wakaȿika kuɗeŋga pakureɓa kwawo, wakaŋga uciʋonekwa kuȿikira kumigumo yenyika yose;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Muti wamakaona, iwo wakakura ukasimba, wakasvika kudenga pakureba kwawo, wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Muti wamakaona wakakura ukasimba zvokuita nhungamakore chaiyo kureba uchitooneka kwose zvako nekwakaperera nyika,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Muti wamakaona, wakakura uye ukasimba, una manhengenya awo anosvika kudenga, unoonekwa pasi pose,

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona BIBLE

20 Muti wamakaona, iwo wakakura ukasimba, wakasvika kudenga pakureba kwawo, wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose;

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 4:20

Volg ons:

Advertensies

Advertensies