Danieri 12:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Iye akati, “Chienda zvako Dhanieri nokuti mazwi acho mashoko akavigwa akanamirirwa kusvikira panguva yokuguma. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iye akati: Cienda hako, iwe Danieri; nokuti mashoko awa akaʋanzwa nokunamirwa necisimbiso kuȿikira paŋguʋa yokupedzisira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 “Iye akati, ‘Chienda hako, iwe Dhanieri; nokuti mashoko awa akavanzwa nokunamirwa nechisimbiso kusvikira panguva yokupedzisira.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Iye akati, “Chienda zvako Dhanieri nokuti mazwi acho mashoko akavigwa akanamirirwa kusvikira panguva yokuguma. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Akapindura akati, “Chienda hako, Dhanieri, nokuti mashoko aya akavharwa nokunamwa kusvikira panguva yokupedzisira. Sien die hoofstukShona BIBLE9 “Iye akati, ‘Chienda hako, iwe Dhanieri; nokuti mashoko awa akavanzwa nokunamirwa nechisimbiso kusvikira panguva yokupedzisira.’ Sien die hoofstuk |