2 Timoti 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Siyana nehurukuro dzisina zvoumwari mukati nokuti zvinoramba zvongotungamirira vanhu mune zvisina umwari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nɀeŋga kutaura kusinehanya naMŋari; nokuti ʋacaramba ʋaciŋgonyanya pakusanamata Mŋari, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Nzvenga kutaura kusina hanya naMwari; nokuti vanhu vacharamba vachingonyanya pakusanamata Mwari, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Siyana nehurukuro dzisina zvoumwari mukati nokuti zvinoramba zvongotungamirira vanhu mune zvisina umwari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nzvenga kutaura kusinei naMwari, nokuti vaya vanhu vanodaro vacharamba vachirasikirwa noumwari. Sien die hoofstuk |