2 Timoti 2:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Vayeuchidze izvi uvakomerese pamberi paTenzi kuti varege kuitirana nharo nezvamazwi zvisingavabatsiri asi zvinotouraya vanenge vakateerera. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Uʋayeʋudzire ɀinhu iɀi, uʋaraire pamberi paMŋari, kuti ʋarege kuita nharo ɀisinamaturo, ɀinoŋgoparadza ʋanonzwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Uvayeuchidze zvinhu izvi, uvarayire pamberi paMwari, kuti varege kuita nharo zvisina maturo, zvinongoparadza vanonzwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vayeuchidze izvi uvakomerese pamberi paTenzi kuti varege kuitirana nharo nezvamazwi zvisingavabatsiri asi zvinotouraya vanenge vakateerera. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ramba uchivayeuchidza zvinhu izvi. Uvayambire pamberi paMwari kuti varege kuita nharo pamusoro pamashoko; hazvina maturo, zvinongoparadza chete vaya vanoteerera. Sien die hoofstuk |