Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 7:75 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

75 hando duku imwe chete, gondobwe rimwe chete nomukono wegwayana wegore rimwe chete, kuti zvive chipiriso chinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

75 nenzombe imŋe, negondobge rimŋe negwaiana rimŋe regondobge regore rimŋe, ciʋe cipiriso cinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

75 nenzombe imwe, negondohwe rimwe, negwayana rimwe regondohwe regore rimwe, chive chipiriso chinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

75 kuchitiwo handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

75 kuchitiwo handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 7:75

Volg ons:

Advertensies


Advertensies