Numeri 7:72 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi72 Pazuva regumi nerimwe, Pagieri mwanakomana waOkirani, mutungamiri wavanhu vokwaAsheri, akauya nechipiriso chake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)72 Nezuʋa regumi nerimŋe Pagieri, mŋanakomana waOkrani, mucinda waʋana ʋaAsheri, wakaʋuya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200272 Nezuva regumi nerimwe Pagieri, mwanakomana waOkirani, muchinda wavana vaAsheri, akauya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika72 Pazuva rechigumi nerimwe, kwakauya Pagieri mwanakomana waOkirani aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaAsheru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona72 Pazuva rechigumi nerimwe, kwakauya Pagieri mwanakomana waOkirani aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaAsheru. Sien die hoofstuk |