Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 7:69 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

69 hando duku imwe chete, gondobwe rimwe chete nomukono mumwe chete wegwayana wegore rimwe chete, sechipiriso chinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

69 nenzombe imŋe, negondobge rimŋe, negwaiana rimŋe regondobge regore rimŋe, ciʋe cipiriso cinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

69 nenzombe imwe, negondohwe rimwe, negwayana rimwe regondohwe regore rimwe, chive chipiriso chinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

69 uyezve handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

69 uyezve handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 7:69

Volg ons:

Advertensies


Advertensies