Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 7:53 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

53 uye nzombe mbiri, makondobwe mashanu, nhongo shanu dzembudzi uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete, kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chakanga chiri chipiriso chaErishama mwanakomana waAmihudhi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

53 nenzombe mbiri, namakondobge mashanu, nenhoŋgo shanu dzembudzi, namakwaiana mashanu amakondobge egore rimŋe, ciʋe ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa; ndico caiʋa cipo caErishama, mŋanakomana waAmihudi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

53 nenzombe mbiri, namakondohwe mashanu, nenhongo shanu dzembudzi, namakwayana mashanu amakondohwe egore rimwe, chive chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa; ndicho chaiva chipo chaErishama, mwanakomana waAmihudhi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

53 kukati zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Uyuwo ndiwo mupiro waErishama mwanakomana waAmihudhi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

53 kukati zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Uyuwo ndiwo mupiro waErishama mwanakomana waAmihudhi.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 7:53

Volg ons:

Advertensies


Advertensies