Numeri 7:35 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 uye nzombe mbiri, makondobwe mashanu, nhongo shanu dzembudzi uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete, kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chaiva chipiriso chaErizuri mwanakomana waShedheuri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 nenzombe mbiri, namakondobge mashanu, nenhoŋgo shanu dzembudzi, namakwaiana mashanu amakondobge egore rimŋe, ciʋe ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa; ndico caiʋa cipo caErizuri, mŋanakomana waShedeuri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200235 nenzombe mbiri, namakondohwe mashanu, nenhongo shanu dzembudzi, namakwayana mashanu amakondohwe egore rimwe, chive chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa; ndicho chaiva chipo chaErizuri, mwanakomana waShedheuri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 kuchizouya zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu, dzine gore rimwechete. Iwoyu ndiwo mupiro waErizuru mwanakomana waShedheuru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona35 kuchizouya zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu, dzine gore rimwechete. Iwoyu ndiwo mupiro waErizuru mwanakomana waShedheuru. Sien die hoofstuk |