Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 5:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 uye anofanira kureurura chivi chaakaita. Anofanira kuripira zvizere mhosva yake, achiwedzera chikamu chimwe chete muzvishanu chayo agozvipa zvose kumunhu waakatadzira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 ipapo unofanira kureʋurura ɀiʋi ɀake ɀaakaita, ndokuripira mhoȿa yake yose, aciwedzera ceshanu cayo, ndokupa iye waakatadzira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Ipapo anofanira kureurura zvivi zvake zvaakaita, ndokuripira mhosva yake yose, achiwedzera cheshanu chayo, ndokupa iye waakatadzira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Munhu akadaro ngaareurure chitadzo chake aripe mhosva yacho nokubvisa muripo wayo agowedzera makumi maviri pazana roga roga raanofanira kuripa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Munhu akadaro ngaareurure chitadzo chake aripe mhosva yacho nokubvisa muripo wayo agowedzera makumi maviri pazana roga roga raanofanira kuripa.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 5:7

Volg ons:

Advertensies


Advertensies