Numeri 4:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Uhu ndihwo ushumiri hwedzimba dzavaMerari pakushanda kwavo paTende Rokusangana vachitungamirirwa naItamari mwanakomana waAroni, muprista.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ndiro ɓasa remhuri dzaʋanakomana ʋaMerari, seɀaʋaifanira kuɓate‐ɓasa mutente rokusoŋgana, ʋacirairwa naItamari, mŋanakomana waAroni muprista. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200233 Ndiro basa remhuri dzavanakomana vaMerari, sezvavaifanira kubata basa mutende rokusangana, vachirairwa naItamari, mwanakomana waAroni mupristi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Iri ndiro basa revemba yokwaMerari, basa rose ravanoita mutendhe rokusanganira. Vachariita vachitungamirirwa naItamaru mwanakomana womupristi Aroni.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona33 Iri ndiro basa revemba yokwaMerari, basa rose ravanoita mutendhe rokusanganira. Vachariita vachitungamirirwa naItamaru mwanakomana womupristi Aroni.” Sien die hoofstuk |