Numeri 36:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Hakuna nhaka inobva kuno rumwe rudzi ichienda kuno rumwe rudzi, nokuti rudzi rwose rwavaIsraeri runofanira kuchengeta nyika yavakapiwa senhaka.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Naiɀoɀo hapanenhaka iŋgazobva kunorumŋe rudzi, ikaenda kunorumŋe; nokuti marudzi aʋana ʋaIsraeri acanamatira, rumŋe norumŋe, nhaka yarwo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Naizvozvo hapana nhaka ingazobva kuno rumwe rudzi, ikaenda kuno rumwe rudzi, nokuti marudzi avana vaIsiraeri achanamatira, rumwe norumwe, nhaka yarwo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Saka hakuna nhaka inozobva kune rimwe dzinza ichienda kune rimwe, nokuti dzinza rimwe nerimwe ravaIsiraeri richaramba rakati kwati nenhaka yaro pacharo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Saka hakuna nhaka inozobva kune rimwe dzinza ichienda kune rimwe, nokuti dzinza rimwe nerimwe ravaIsiraeri richaramba rakati kwati nenhaka yaro pacharo.” Sien die hoofstuk |