Numeri 35:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “ ‘Kana munhu akarova mumwe nesimbi akafa, iye imhondi; mhondi ichafanira kuurayiwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi kana aciŋge amuroʋa nenhumbi yeɗare, akafa, waʋa muʋurayi; ɀino muʋurayi unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Asi kana achinge amurova nenhumbi yedare, akafa, wava muurayi; zvino muurayi anofanira kuurawa zvirokwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Asi kana munhu akarova mumwe nechinhu chesimbi akafa, imhondi. Mhondi inofanira kutoti iuraiwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Asi kana munhu akarova mumwe nechinhu chesimbi akafa, imhondi. Mhondi inofanira kutoti iuraiwe. Sien die hoofstuk |