Numeri 35:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Maguta matanhatu aya achava nzvimbo youtiziro yavaIsraeri, vatorwa kana vamwe vanhu vagere pakati pavo, kuitira kuti ani naani anenge auraya mumwe asingaiti nobwoni atizireko. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Maguta iwayo matanhatu anofanira kuʋa ʋutiziro kuʋana ʋaIsraeri, nokumŋeni, nokumutorwa ugere pakati paʋo; kuti mumŋe nomumŋe wakaʋuraya munhu, asina‐kuita nobgoni, atizire’ko. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Maguta iwayo matanhatu anofanira kuva utiziro kuvana vaIsiraeri, nokumweni, nokumutorwa ugere pakati pavo; kuti mumwe nomumwe wakauraya munhu, asina kuita nohwoni, atizireko. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Maguta matanhatu iwaya ndookuti vaIsiraeri, kana mutorwa, kana mupfuuri agere nemi anenge auraya munhu mukusaziva andopoteramo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Maguta matanhatu iwaya ndookuti vaIsiraeri, kana mutorwa, kana mupfuuri agere nemi anenge auraya munhu mukusaziva andopoteramo. Sien die hoofstuk |